AfroZimRadio
Would you like to react to this message? Create an account in a few clicks or log in to continue.

AfroZimRadio

Zimbabwe Live Radio station.
 
HomeLatest imagesSearchRegisterLog in

 

 MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE

Go down 
4 posters
AuthorMessage
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1



Posts : 19
Join date : 2010-03-03

MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Empty
PostSubject: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Icon_minitimeWed Mar 03, 2010 4:13 pm

VANHUWE MUNOZVIONAWO SEI MURUME ANOISA DORO COMPUTER NEMAFRIENDS FIRST KUDARIKA MUKADZI WAKE. PANENGE PANE RUDO HERE PAKADAI KANA KUTI KUPEDZERANA NGUVA
Back to top Go down
Admin
Admin
Admin
Admin


Posts : 21
Join date : 2010-02-10

MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Empty
PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Icon_minitimeFri Mar 05, 2010 3:20 pm

Inyaya inonetsa iyi chokwadi.Chinonetsa ndechekuti mukadzi uyu akazopanduka mangwana ,murume wacho anokanganwa kuti aimusiya asina anomuona.Ndoshaya kuti munhu anounzirei munhu muupenyu hwake iye achiziva kuti anoda freedom yake.
Back to top Go down
https://afrozimradio.forumotion.com
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1



Posts : 19
Join date : 2010-03-03

MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Empty
PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Icon_minitimeSat Mar 06, 2010 7:51 am

taura zvako Admin. kana munhu asiri ready ngaarege kuuraya mukadzi nezhara mumba aroore hake computer nedoro nekuti ndozvaanopa nguva
Back to top Go down
DjNyemlo
Moderator
Moderator
DjNyemlo


Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 97
Location : Nederland

MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Empty
PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Icon_minitimeSun Mar 07, 2010 5:20 pm

Ini ndinoona sekunge vamwe varume vanongoroora mukadzi kuti aite house work chete. Nekuti kana akuita saizvozvo kukudza doro, computer mashamwari achikanganwa kuti akaunza mumwe munhu muupenyu hwake zvinorevei? Apa ukada kubvunza hanzi wanditonga or haunzwisisi. True that better agare angori ega .. Rolling Eyes Koz mukadzi haisi display ka..
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
BigBottom
AfroZimer 1
AfroZimer 1
BigBottom


Posts : 18
Join date : 2010-03-09
Age : 38

MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Empty
PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Icon_minitimeTue Mar 09, 2010 11:34 am

Taurai henyu DjNyemlo. Rolling Eyes
Back to top Go down
Sponsored content





MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Empty
PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE Icon_minitime

Back to top Go down
 
MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE
Back to top 
Page 1 of 1

Permissions in this forum:You cannot reply to topics in this forum
AfroZimRadio :: Love and relationships-
Jump to: