Munoionawo sei nyaya iyi..muroora afirwa nemurume wake akatanga kudanana natezvara. Apa hatizive kana kuri kutanga kana kuti vanga vagara vachidziisana muviri nechekare. Pamusoro pezvo pane nyaya yekunzi murume uyu kuti afe akapiwa doro natezvara ava ndobva afa. Akatanga kutaura nyaya iyi ndiye muroora wacho mbune.
Munoitongawo sei nyaya yakadai?