AfroZimRadio
Would you like to react to this message? Create an account in a few clicks or log in to continue.

AfroZimRadio

Zimbabwe Live Radio station.
 
HomeLatest imagesSearchRegisterLog in

 

 PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?

Go down 
5 posters
AuthorMessage
DJCASSA
Webmaster
Webmaster
DJCASSA


Posts : 4
Join date : 2010-02-15
Age : 113
Location : manchester, uk

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeMon Feb 15, 2010 4:30 am

ndinongonzwa kuti uyo musikana or uyo murume ano naka moto, ndazvishaya ini kuti vanhu vanonaka sei zvakasiyana
Back to top Go down
http://www.afrozimradio.com
DjNyemlo
Moderator
Moderator
DjNyemlo


Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 98
Location : Nederland

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeTue Feb 16, 2010 5:42 am

Kunaka kwekudyiwa here? Taura nyaya yako chaizvo or tingazokutya kuti unodya vanhu iwe..kunaka kupi uku manje..se stew here?
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
DJCASSA
Webmaster
Webmaster
DJCASSA


Posts : 4
Join date : 2010-02-15
Age : 113
Location : manchester, uk

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeTue Feb 16, 2010 5:48 am

hahahha ndinongonzwawo kuti uyo anonaka ini ndinozvishaya ini , ndafunga kuti pamwe pane anoziva..pamwe mazuva ano vanhu vari kudyanana
Back to top Go down
http://www.afrozimradio.com
DjNyemlo
Moderator
Moderator
DjNyemlo


Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 98
Location : Nederland

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeTue Feb 16, 2010 5:58 am

Saka akanzi anokana akaita sei manje? Pamwe tingatsvaga tikaitawo taste..hahahaha dei wakabva wabvunzaka kuti kunaka hwai.Chirega tinzwe pamwe vamwe vanoziva manakire acho vatiudzewo
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1



Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeWed Mar 03, 2010 4:19 pm

lol! ndiye akaita sei iyeye anonaka. kunaka kweface here kana chimiro nyatsotsanangurai bhudhi tihwe bounce
Back to top Go down
Admin
Admin
Admin
Admin


Posts : 21
Join date : 2010-02-10

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeFri Mar 05, 2010 3:16 pm

Chokwadi nyatsotsanangurai tinzwisise...
Back to top Go down
https://afrozimradio.forumotion.com
BigBottom
AfroZimer 1
AfroZimer 1
BigBottom


Posts : 18
Join date : 2010-03-09
Age : 38

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeTue Mar 09, 2010 11:32 am

Ari kureva kunaka kwekunakirana pabonde imi.Munorevesa here kuti hamuna kunzwa zvaareva. Semi Dj nyemlo nezera renyu iro matadza kuziva kuti apa parehwa kunakirana pabonde or pamubhedha? Kana ndiri wrong ndigadziriseiwo
Back to top Go down
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1



Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitimeWed Mar 17, 2010 2:59 pm

BigBottom wrote:
Ari kureva kunaka kwekunakirana pabonde imi.Munorevesa here kuti hamuna kunzwa zvaareva. Semi Dj nyemlo nezera renyu iro matadza kuziva kuti apa parehwa kunakirana pabonde or pamubhedha? Kana ndiri wrong ndigadziriseiwo
hoo vanhu vese vakafanana
Back to top Go down
Sponsored content





PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Empty
PostSubject: Re: PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?   PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO? Icon_minitime

Back to top Go down
 
PANE MUNHU ANONAKA KUPFURA MUMWE HERE PASI PANO?
Back to top 
Page 1 of 1

Permissions in this forum:You cannot reply to topics in this forum
AfroZimRadio :: Love and relationships-
Jump to: